RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 14:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Jehovha akabva ati kwandiri: “Vaprofita vacho vari kuprofita nhema muzita rangu.+ Handina kuvatuma, uyewo handina kuvarayira kana kutaura navo.+ Vari kukuprofitirai chiratidzo chenhema vachifembera zvinhu zvisingabatsiri uye vanokuudzai zvinhu zvavanoruka mumwoyo mavo.+

  • Jeremiya 27:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “‘Nekuti handina kuvatuma,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘asi vari kuprofita nhema muzita rangu, izvo zvichaita kuti ndikuparadzirei uye muchapera mese, imi nevaprofita vari kukuprofitirai.’”+

  • Jeremiya 29:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Nekuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Musanyengerwa nevaprofita venyu nevanhu venyu vanofembera,+ uye musateerera hope dzavari kurota. 9 Nekuti ‘vari kukuprofitirai nhema muzita rangu. Handina kuvatuma,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.”’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe