Revhitiko 26:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ndichaputsa kuzvikudza kwenyu ndoita kuti denga renyu rive sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura. Jeremiya 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pasi patsemukaNemhaka yekusanaya kwemvura munyika,+Saka varimi vari kunetseka uye vafukidza misoro yavo. Amosi 4:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 ‘Ndakaregawo kukunayisirai mvura kwemwedzi mitatu kukohwa kusati kwasvika;+Ndakaita kuti mvura inaye mune rimwe guta asi mune rimwe musina. Mvura yainaya mune mumwe munda,Asi mumwe waishaya mvura, wobva waoma.
19 Ndichaputsa kuzvikudza kwenyu ndoita kuti denga renyu rive sesimbi,+ uye nyika yenyu ive semhangura.
4 Pasi patsemukaNemhaka yekusanaya kwemvura munyika,+Saka varimi vari kunetseka uye vafukidza misoro yavo.
7 ‘Ndakaregawo kukunayisirai mvura kwemwedzi mitatu kukohwa kusati kwasvika;+Ndakaita kuti mvura inaye mune rimwe guta asi mune rimwe musina. Mvura yainaya mune mumwe munda,Asi mumwe waishaya mvura, wobva waoma.