RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 13:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Asi muprofita iyeye kana munhu iyeye anorotswa anofanira kuurayiwa,+ nekuti akakurudzira vanhu kupandukira Jehovha Mwari wako, achikutsausa panzira yawakarayirwa kuti ufambe nayo naJehovha Mwari wako akakubudisa munyika yeIjipiti uye akakudzikinura muimba yeuranda. Uye unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako.+

  • Dheuteronomi 18:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “‘Kana muprofita akazvikudza otaura muzita rangu shoko randisina kumurayira kuti ataure kana kutaura muzita revamwe vanamwari, muprofita iyeye anofanira kufa.+

  • Jeremiya 29:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 saka zvanzi naJehovha, ‘Ndava kufunga nezvaShemaya weNeheramu nevazukuru vake. Hapana kana munhu wekwake ari pakati pevanhu ava achapona; uye iye haazooni zvakanaka zvandichaitira vanhu vangu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘nekuti akafurira vanhu kupandukira Jehovha.’”’”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe