Jeremiya 43:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Azariya mwanakomana waHoshaya, naJohanani+ mwanakomana waKareya, nevarume vese vaizvikudza vakati kuna Jeremiya: “Zvauri kutaura ndezvekunyepa! Jehovha Mwari wedu haana kukutuma kuti uti, ‘Musaenda kuIjipiti kunogara ikoko.’
2 Azariya mwanakomana waHoshaya, naJohanani+ mwanakomana waKareya, nevarume vese vaizvikudza vakati kuna Jeremiya: “Zvauri kutaura ndezvekunyepa! Jehovha Mwari wedu haana kukutuma kuti uti, ‘Musaenda kuIjipiti kunogara ikoko.’