2 Madzimambo 22:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Josiya+ aiva nemakore 8 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 31 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Jedhidha mwanasikana waAdhaya wekuBhozkati.+
22 Josiya+ aiva nemakore 8 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 31 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Jedhidha mwanasikana waAdhaya wekuBhozkati.+