29 Shevedzai vanopfura neuta kuti varwise Bhabhironi,
Vaya vese vari kukombamisa uta.+
Dzikai musasa makaripoteredza; musasiya kana munhu mumwe chete achipukunyuka.
Ritsivei zvinoenderana nezvarakaita.+
Riitirei sezvarakaita.+
Nekuti razvikudza pamberi paJehovha,
Pamberi peMutsvene waIsraeri.+