Jeremiya 24:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndichadzipa mwoyo wekuti dzindizive kuti ndini Jehovha.+ Dzichava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wadzo,+ nekuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo wese.+ Jeremiya 30:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Muchava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wenyu.”+
7 Ndichadzipa mwoyo wekuti dzindizive kuti ndini Jehovha.+ Dzichava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wadzo,+ nekuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo wese.+