RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 54:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti makomo angabviswa

      Uye zvikomo zvingazununguswa,

      Asi rudo rwangu rusingachinji haruzobviswi pauri,+

      Uyewo sungano yangu yerugare haizozununguswi,”+ anodaro Jehovha, iye anokunzwira tsitsi.+

  • Jeremiya 33:20, 21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “Zvanzi naJehovha, ‘Kana mukakwanisa kuputsa sungano yangu ine chekuita nemasikati uye sungano yangu ine chekuita neusiku, kuti masikati neusiku zvirege kuuya panguva yazvo yakakodzera,+ 21 sungano yangu nemushumiri wangu Dhavhidhi ichaputswawo,+ zvekuti haangavi nemwanakomana anotonga pachigaro chake cheumambo,+ uyewo sungano yangu nevapristi vedzinza raRevhi, vashumiri vangu,+ ichaputswawo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe