8 Asi pari zvino nyasha dzinobva kuna Jehovha Mwari wedu dzauya kwenguva pfupi paaita kuti pave nevashoma vanopukunyuka uye nekutipa kwaaita nzvimbo yakasimba panzvimbo yake tsvene,+ kuti tifare chaizvo, haiwa Mwari wedu, uye kuti atizorodze zvishoma pauranda hwedu.