Dheuteronomi 4:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 ndinoti denga nenyika ngazvikupupurirei nhasi kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambuka kunotora kumhiri kwaJodhani. Hamuzogarimo kwenguva refu, asi muchaparadzwa zvachose.+ Mariro 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha amedza nzvimbo dzese dzekugara dzaJakobho asina tsitsi. Aparadza nhare* dzemwanasikana weJudha akashatirwa kwazvo.+ Awondomora uye asvibisa umambo+ nemachinda ahwo.+ Ezekieri 9:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi ini, ziso rangu harizonzwi urombo; uye handizonzwi tsitsi.+ Ndichaunza pamisoro yavo zvinoenderana nezvavakaita.”
26 ndinoti denga nenyika ngazvikupupurirei nhasi kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambuka kunotora kumhiri kwaJodhani. Hamuzogarimo kwenguva refu, asi muchaparadzwa zvachose.+
2 Jehovha amedza nzvimbo dzese dzekugara dzaJakobho asina tsitsi. Aparadza nhare* dzemwanasikana weJudha akashatirwa kwazvo.+ Awondomora uye asvibisa umambo+ nemachinda ahwo.+
10 Asi ini, ziso rangu harizonzwi urombo; uye handizonzwi tsitsi.+ Ndichaunza pamisoro yavo zvinoenderana nezvavakaita.”