Jeremiya 6:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Haiwa iwe mwanasikana wevanhu vangu,Pfeka masaga+ uumburuke mumadota. Chema uchirwadziwa chaizvo semunhu ari kuchema mwanakomana wake mumwe chete,+Nekuti muparadzi achangoerekana auya kwatiri.+ Ezekieri 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vapfeka masaga,+ vari kudedera nekutya. Munhu wese achanyadziswa uye musoro wese uchava nemuparavara.*+
26 Haiwa iwe mwanasikana wevanhu vangu,Pfeka masaga+ uumburuke mumadota. Chema uchirwadziwa chaizvo semunhu ari kuchema mwanakomana wake mumwe chete,+Nekuti muparadzi achangoerekana auya kwatiri.+
18 Vapfeka masaga,+ vari kudedera nekutya. Munhu wese achanyadziswa uye musoro wese uchava nemuparavara.*+