RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 11:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 zvanzi naJehovha wemauto: “Ndichaita kuti vazvidavirire. Majaya achaurayiwa nebakatwa+ uye vanakomana vavo nevanasikana vavo vachafa nenzara.+

  • Mariro 2:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Muka! Shevedzera usiku panotanga nguva dzekurinda.

      Durura mwoyo wako pamberi pechiso chaJehovha semvura.

      Musimudzire maoko ako kuitira upenyu hwevana* vako

      Vari kuziya nenzara pamakona ese emigwagwa.+

  • Mariro 4:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Rurimi rwemwana anoyamwa rwanamatira mukanwa make nenyota.

      Vana vari kukumbira zvekudya,+ asi hapana ari kuvapa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe