Jeremiya 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti rufu rwauya nepamahwindo edu;Rwapinda mushongwe dzedu dzakavakwa zvakasimbaKuti rubvise vana mumigwagwaUye majaya mumisika.’+ Jeremiya 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Saka itai kuti vanakomana vavo vave nenzara,Uye vaisei kusimba rebakatwa.+ Madzimai avo ngaafirwe nevana uye ngaave chirikadzi.+ Varume vavo ngavaurayiwe nedenda rinouraya,Uye majaya avo ngaaurayiwe nebakatwa muhondo.+
21 Nekuti rufu rwauya nepamahwindo edu;Rwapinda mushongwe dzedu dzakavakwa zvakasimbaKuti rubvise vana mumigwagwaUye majaya mumisika.’+
21 Saka itai kuti vanakomana vavo vave nenzara,Uye vaisei kusimba rebakatwa.+ Madzimai avo ngaafirwe nevana uye ngaave chirikadzi.+ Varume vavo ngavaurayiwe nedenda rinouraya,Uye majaya avo ngaaurayiwe nebakatwa muhondo.+