2 Madzimambo 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi havana kuteerera, uye Manase akaramba achivatsausa, achiita kuti vaite zvakaipa kupfuura marudzi akanga aparadzwa naJehovha pamberi pevaIsraeri.+ 2 Madzimambo 21:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Manase mambo weJudha aita zvinhu zvese izvi zvinosemesa; aita zvakaipa kupfuura vaAmori+ vese vakamutangira,+ uye aita kuti vaJudha vatadze nezvidhori zvake zvinosemesa.* Jeremiya 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Kune rudzi rwakambochinjanisa vanamwari varwo nevaya vasiri vanamwari here? Asi vanhu vangu vakachinjanisa kukudzwa kwangu nezvinhu zvisingabatsiri.+
9 Asi havana kuteerera, uye Manase akaramba achivatsausa, achiita kuti vaite zvakaipa kupfuura marudzi akanga aparadzwa naJehovha pamberi pevaIsraeri.+
11 “Manase mambo weJudha aita zvinhu zvese izvi zvinosemesa; aita zvakaipa kupfuura vaAmori+ vese vakamutangira,+ uye aita kuti vaJudha vatadze nezvidhori zvake zvinosemesa.*
11 Kune rudzi rwakambochinjanisa vanamwari varwo nevaya vasiri vanamwari here? Asi vanhu vangu vakachinjanisa kukudzwa kwangu nezvinhu zvisingabatsiri.+