Jeremiya 49:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Zvanzi naJehovha pamusoro pevaAmoni:+ “Israeri haana vanakomana here? Haana mugari wenhaka here? Nei Marikamu+ atora nyika yaGadhi?+ Uye nei vanhu vake vachigara mumaguta aIsraeri?” Ezekieri 35:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Wakati, ‘Marudzi maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu, uye ndichazvitora zvese,’+ kunyange zvazvo Jehovha aiva pakati pemarudzi acho,
49 Zvanzi naJehovha pamusoro pevaAmoni:+ “Israeri haana vanakomana here? Haana mugari wenhaka here? Nei Marikamu+ atora nyika yaGadhi?+ Uye nei vanhu vake vachigara mumaguta aIsraeri?”
10 “Wakati, ‘Marudzi maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu, uye ndichazvitora zvese,’+ kunyange zvazvo Jehovha aiva pakati pemarudzi acho,