Obhadhiya 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Haufaniri kufarira dambudziko remunin’ina wako,+Haufaniri kufarira kuparara kwevanhu veJudha,+Uye haufaniri kutaura mashoko ekuzvikudza pazuva rekutambudzika kwavo.
12 Haufaniri kufarira dambudziko remunin’ina wako,+Haufaniri kufarira kuparara kwevanhu veJudha,+Uye haufaniri kutaura mashoko ekuzvikudza pazuva rekutambudzika kwavo.