Pisarema 74:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Yeukai kunyomba kwemuvengi, haiwa Jehovha,Kushorwa kunoitwa zita renyu nerudzi rusina musoro.+ Isaya 48:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi ndichadzora kutsamwa kwangu ndichiitira zita rangu;+Ndichazvidzora pamusoro pako ndichiitira kurumbidzwa kwangu,Uye handizokuparadzi.+ Ezekieri 20:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+
9 Asi ndichadzora kutsamwa kwangu ndichiitira zita rangu;+Ndichazvidzora pamusoro pako ndichiitira kurumbidzwa kwangu,Uye handizokuparadzi.+
9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+