Jeremiya 25:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 ‘Ruzha rukuru ruchasvika kumigumo yenyika,Nekuti Jehovha ane gakava nemarudzi. Iye pachake achapa mutongo kuvanhu vese.*+ Uye achaisa vakaipa kubakatwa,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
31 ‘Ruzha rukuru ruchasvika kumigumo yenyika,Nekuti Jehovha ane gakava nemarudzi. Iye pachake achapa mutongo kuvanhu vese.*+ Uye achaisa vakaipa kubakatwa,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.