Ezekieri 27:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vanhu veJavhani, Tubhari,+ neMesheki+ vaitengeserana newe, vachikupa varanda+ nemidziyo yemhangura kuti vawane zvawaitengesa. Ezekieri 32:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Imomo ndimo mune Mesheki neTubhari+ nevanhu vacho vese vakawanda. Makuva avo akamupoteredza. Vese zvavo havana kuchecheudzwa uye vakabayiwa nebakatwa nekuti vakaita kuti munyika yevapenyu mutyise.
13 Vanhu veJavhani, Tubhari,+ neMesheki+ vaitengeserana newe, vachikupa varanda+ nemidziyo yemhangura kuti vawane zvawaitengesa.
26 “‘Imomo ndimo mune Mesheki neTubhari+ nevanhu vacho vese vakawanda. Makuva avo akamupoteredza. Vese zvavo havana kuchecheudzwa uye vakabayiwa nebakatwa nekuti vakaita kuti munyika yevapenyu mutyise.