Ezekieri 39:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kana vaya vanopfuura nemunyika yacho vakaona pfupa remunhu, vachaisa mucherechedzo pedyo naro. Vaya vanoita basa rekuviga zvitunha vachabva variviga muBani raHamoni-Gogi.+
15 Kana vaya vanopfuura nemunyika yacho vakaona pfupa remunhu, vachaisa mucherechedzo pedyo naro. Vaya vanoita basa rekuviga zvitunha vachabva variviga muBani raHamoni-Gogi.+