-
Ezekieri 46:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Vanhu vemunyika yacho pavanouya pamberi paJehovha panguva yemitambo,+ vaya vanopinda negedhi rekuchamhembe+ vachiuya kuzonamata vanofanira kubuda negedhi rekumaodzanyemba,+ uye vaya vanopinda negedhi rekumaodzanyemba vanofanira kubuda negedhi rekuchamhembe. Hapana anofanira kudzokera nekugedhi raapinda naro, nekuti vanofanira kubuda nepagedhi rakatarisana neravapinda naro.
-