Ezekieri 39:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ndichaita kuti zita rangu dzvene rizivikanwe nevanhu vangu vaIsraeri, uye handizoregizve richisvibiswa; uye marudzi achaziva kuti ndini Jehovha,+ iye Mutsvene muna Israeri.’+ Zekariya 13:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.
7 Ndichaita kuti zita rangu dzvene rizivikanwe nevanhu vangu vaIsraeri, uye handizoregizve richisvibiswa; uye marudzi achaziva kuti ndini Jehovha,+ iye Mutsvene muna Israeri.’+
2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.