Ezekieri 46:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Pamitambo nepamwaka yemitambo, mupiro waro wezviyo unofanira kuva efa pamukono wemombe mudiki, efa pagondohwe, uye pamakwayana makono rinofanira kupa chero zvarinokwanisa, pamwe chete nehini yemafuta paefa imwe neimwe.+
11 Pamitambo nepamwaka yemitambo, mupiro waro wezviyo unofanira kuva efa pamukono wemombe mudiki, efa pagondohwe, uye pamakwayana makono rinofanira kupa chero zvarinokwanisa, pamwe chete nehini yemafuta paefa imwe neimwe.+