Eksodho 29:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 “Izvi ndizvo zvauchafanira kugara uchibayira paatari: makondohwe ane gore rimwe chete, maviri pazuva.+ Numeri 28:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Uye uti kwavari, ‘Uyu ndiwo mupiro unopiswa nemoto wamuchauya nawo kuna Jehovha: pazuva, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete semupiro unopiswa unogara uchipiwa.+ Numeri 28:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 pamwe chete nechegumi cheefa* yefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta akasvinwa anokwana chikamu chimwe pazvikamu zvina zvehini* kuti uve mupiro wezviyo.*+
38 “Izvi ndizvo zvauchafanira kugara uchibayira paatari: makondohwe ane gore rimwe chete, maviri pazuva.+
3 “Uye uti kwavari, ‘Uyu ndiwo mupiro unopiswa nemoto wamuchauya nawo kuna Jehovha: pazuva, makwayana makono maviri akanaka ane gore rimwe chete semupiro unopiswa unogara uchipiwa.+
5 pamwe chete nechegumi cheefa* yefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta akasvinwa anokwana chikamu chimwe pazvikamu zvina zvehini* kuti uve mupiro wezviyo.*+