Ezekieri 42:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Akabva aenda neni kuchamhembe muchivanze chekunze.+ Uye akandiendesa kumudhadhadha wedzimba dzekudyira waiva pedyo nenzvimbo yakasiyiwa isina chinhu,+ kuchamhembe kwechivakwa chaiva pedyo nedzimba dzacho dzekudyira.+
42 Akabva aenda neni kuchamhembe muchivanze chekunze.+ Uye akandiendesa kumudhadhadha wedzimba dzekudyira waiva pedyo nenzvimbo yakasiyiwa isina chinhu,+ kuchamhembe kwechivakwa chaiva pedyo nedzimba dzacho dzekudyira.+