-
Ezekieri 41:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Suo racho rakanga rakafara makubhiti 10, uye rimwe divi rechidziro chimwe nechimwe raiva nemakubhiti 5. Akayera imba yacho, rimwe divi rayo rikaita makubhiti 40, rimwe racho rikaita makubhiti 20.
-