Numeri 34:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+ Numeri 34:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kubva kuGomo reHori muchatara muganhu wacho kusvikira kuRebhohamati,*+ uye muganhu wacho uchagumira kuZedhadhi.+
2 “Udza vaIsraeri kuti: ‘Pamuchapinda munyika yeKenani,+ iyi ndiyo nyika yamuchawana kuti ive nhaka yenyu, nyika yeKenani maererano nemiganhu yayo.+
8 Kubva kuGomo reHori muchatara muganhu wacho kusvikira kuRebhohamati,*+ uye muganhu wacho uchagumira kuZedhadhi.+