Joshua 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo. Joshua 19:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nhaka yevanhu vekwaSimiyoni yakatorwa pamugove waJudha, nekuti mugove waJudha wakanga wakanyanya kukura. Saka vanhu vekwaSimiyoni vakapiwa nyika munhaka yaJudha.+
15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo.
9 Nhaka yevanhu vekwaSimiyoni yakatorwa pamugove waJudha, nekuti mugove waJudha wakanga wakanyanya kukura. Saka vanhu vekwaSimiyoni vakapiwa nyika munhaka yaJudha.+