Ezekieri 45:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 “‘Pamunogova nyika kuti ive nhaka yenyu,+ munofanira kupa Jehovha imwe nzvimbo yemunyika yacho kuti ive mupiro mutsvene kwaari.+ Inofanira kunge yakareba makubhiti* 25 000, yakafara makubhiti 10 000.+ Nzvimbo yacho yese ichava tsvene.
45 “‘Pamunogova nyika kuti ive nhaka yenyu,+ munofanira kupa Jehovha imwe nzvimbo yemunyika yacho kuti ive mupiro mutsvene kwaari.+ Inofanira kunge yakareba makubhiti* 25 000, yakafara makubhiti 10 000.+ Nzvimbo yacho yese ichava tsvene.