RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 35:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Udza vaIsraeri kuti vanofanira kupa vaRevhi maguta ekugara kubva panhaka yavachawana,+ uye kuti vanofanira kupa vaRevhi mafuro akapoteredza maguta acho.+

  • Ezekieri 45:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Panzvimbo iyi yakayerwa unofanira kuyera nzvimbo yakareba makubhiti 25 000 uye yakafara makubhiti 10 000, uye ndimo muchava netemberi, chinhu chitsvenetsvene. 4 Iyi ichava nzvimbo tsvene yevapristi,+ avo vanoshumira panzvimbo tsvene, vachishumira pamberi paJehovha.+ Ndimo muchava nedzimba dzavo uye muchavawo nenzvimbo tsvene inenge iine temberi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe