26 Vapristi varo vakatyora mutemo wangu,+ uye vanoramba vachisvibisa nzvimbo dzangu tsvene.+ Havasiyanisi chinhu chitsvene nezvimwe zvinhu,+ uye vanotadza kuudza vanhu chinhu chakachena nechisina kuchena,+ vanoramba kuchengeta masabata angu, uye ndiri kuzvidzwa pakati pavo.