2 Makoronike 36:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo rweJerusarema,+ akapisa shongwe dzaro dzese dzakavakwa zvakasimba, uye akaparadza zvinhu zvese zvaikosha.+ Mariro 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Mhandu yaisa ruoko rwayo papfuma yaro yese.+ Nekuti raona marudzi achipinda munzvimbo yaro tsvene,+Ayo amakati haafaniri kupinda muungano yenyu.
19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo rweJerusarema,+ akapisa shongwe dzaro dzese dzakavakwa zvakasimba, uye akaparadza zvinhu zvese zvaikosha.+
10 Mhandu yaisa ruoko rwayo papfuma yaro yese.+ Nekuti raona marudzi achipinda munzvimbo yaro tsvene,+Ayo amakati haafaniri kupinda muungano yenyu.