13 Varidzi vemabhosvo nevaimbi pavakanga vachirumbidza uye vachitenda Jehovha pamwe chete, mabhosvo, nesimbi dzinorovaniswa, nezvimwe zviridzwa zvichirira, vachirumbidza Jehovha, “nekuti akanaka; rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,”+ imba yacho, iyo imba yaJehovha yakazadzwa negore.+