Isaya 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Machinda ako akaoma musoro uye ishamwari dzembavha.+ Ese zvawo anoda chiokomuhomwe uye anotoita zvekudzingirira zvipo.+ Havatongi nyaya dzenherera zvakanaka,Uye nyaya inounzwa nechirikadzi haitombosviki kwavari.+ Ezekieri 22:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Machinda aro akaita semhumhi dziri kubvambura mhuka; anodeura ropa achiuraya vanhu kuti awane pfuma nenzira dzakaipa.+
23 Machinda ako akaoma musoro uye ishamwari dzembavha.+ Ese zvawo anoda chiokomuhomwe uye anotoita zvekudzingirira zvipo.+ Havatongi nyaya dzenherera zvakanaka,Uye nyaya inounzwa nechirikadzi haitombosviki kwavari.+
27 Machinda aro akaita semhumhi dziri kubvambura mhuka; anodeura ropa achiuraya vanhu kuti awane pfuma nenzira dzakaipa.+