2 Petro 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+
21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+