Ezekieri 37:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Havazozvisvibisi nezvidhori zvavo zvinosemesa* uye nemabasa avo anonyangadza nekutadza kwavo kwese.+ Ndichaita kuti kusatendeka kwavo kwese kwavakaita vachinditadzira kupere, uye ndichavachenesa. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo.+
23 Havazozvisvibisi nezvidhori zvavo zvinosemesa* uye nemabasa avo anonyangadza nekutadza kwavo kwese.+ Ndichaita kuti kusatendeka kwavo kwese kwavakaita vachinditadzira kupere, uye ndichavachenesa. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo.+