Dheuteronomi 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekuti Jehovha Mwari wenyu moto unoparadza,+ ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara.+ Pisarema 104:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 104 Regai ndirumbidze* Jehovha.+ Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo.+ Makapfeka ukuru* nekubwinya.+ 2 Makaputirwa nechiedza+ sekunge makaputirwa nechipfeko;Munotambanudza matenga sejira retende.+
104 Regai ndirumbidze* Jehovha.+ Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo.+ Makapfeka ukuru* nekubwinya.+ 2 Makaputirwa nechiedza+ sekunge makaputirwa nechipfeko;Munotambanudza matenga sejira retende.+