Jeremiya 14:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva ati kwandiri: “Vaprofita vacho vari kuprofita nhema muzita rangu.+ Handina kuvatuma, uyewo handina kuvarayira kana kutaura navo.+ Vari kukuprofitirai chiratidzo chenhema vachifembera zvinhu zvisingabatsiri uye vanokuudzai zvinhu zvavanoruka mumwoyo mavo.+ Jeremiya 23:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvanzi naJehovha wemauto: “Musateerera mashoko evaprofita vari kukuprofitirai.+ Vari kukunyeperai.* Vari kukuudzai zviratidzo zviri kubva mumwoyo yavo,+Kwete mumuromo maJehovha.+
14 Jehovha akabva ati kwandiri: “Vaprofita vacho vari kuprofita nhema muzita rangu.+ Handina kuvatuma, uyewo handina kuvarayira kana kutaura navo.+ Vari kukuprofitirai chiratidzo chenhema vachifembera zvinhu zvisingabatsiri uye vanokuudzai zvinhu zvavanoruka mumwoyo mavo.+
16 Zvanzi naJehovha wemauto: “Musateerera mashoko evaprofita vari kukuprofitirai.+ Vari kukunyeperai.* Vari kukuudzai zviratidzo zviri kubva mumwoyo yavo,+Kwete mumuromo maJehovha.+