RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 33:30, 31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 “Mwanakomana wemunhu, vanhu vekwako vari kutaura nezvako mumadziro nemumasuo edzimba.+ Mumwe nemumwe ari kutaura nehama yake achiti, ‘Huya tinzwe shoko rinobva kuna Jehovha.’ 31 Vachauya neuwandu hwavo kuti vagare pamberi pako sekunge kuti vanhu vangu; uye vachanzwa mashoko ako asi havazoaiti.+ Nekuti vanotaura zvekukubata kumeso asi mumwoyo mavo vachikara pfuma yekubiridzira.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe