2 Uye kana vakati kwauri, ‘Toendepi?’ iwe unofanira kuti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha:
“Munhu wese akafanirwa nedenda rinouraya, ngaaende kunofa nedenda!
Munhu wese akafanirwa nebakatwa, ngaafe nebakatwa!+
Munhu wese akafanirwa nenzara, ngaafe nenzara!
Munhu wese akafanirwa nekutapwa, ngaatapwe!”’+