Ezekieri 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye vanhu vanenge vaurayiwa vachati rabada pakati penyu,+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha.+ Ezekieri 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ziso rangu harizokunzwiri urombo; uye handizonzwi tsitsi,+ nekuti ndichaunza pauri zvinoenderana nezvawakaita, uye uchatambura nemhaka yemabasa ako anosemesa.+ Uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’+
4 Ziso rangu harizokunzwiri urombo; uye handizonzwi tsitsi,+ nekuti ndichaunza pauri zvinoenderana nezvawakaita, uye uchatambura nemhaka yemabasa ako anosemesa.+ Uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’+