Ezekieri 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndakapinda, ndikatarisa, uye ndakaona mifananidzo yemarudzi ese yezvinhu zvinokambaira nemhuka dzinosemesa,+ nezvidhori zvese zvinosemesa* zveimba yaIsraeri;+ mifananidzo yacho yakanga yakatemerwa pamadziro kumativi ese. Ezekieri 20:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Wagadzirira kuvatonga* here? Wagadzirira kuvatonga here, mwanakomana wemunhu? Vaudze zvinhu zvinosemesa zvakaitwa nemadzitateguru avo.+
10 Saka ndakapinda, ndikatarisa, uye ndakaona mifananidzo yemarudzi ese yezvinhu zvinokambaira nemhuka dzinosemesa,+ nezvidhori zvese zvinosemesa* zveimba yaIsraeri;+ mifananidzo yacho yakanga yakatemerwa pamadziro kumativi ese.
4 “Wagadzirira kuvatonga* here? Wagadzirira kuvatonga here, mwanakomana wemunhu? Vaudze zvinhu zvinosemesa zvakaitwa nemadzitateguru avo.+