Jeremiya 13:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Iwo mabasa ako eupombwe+ nekuchema kwako sekwebhiza riri kuda mukono,Nechipfambi chako chakanyanyisa.* Ndakaona maitiro ako anosemesaMuzvikomo nemusango.+ Une nhamo haiwa Jerusarema! Ucharamba usina kuchena kusvikira riini?”+ Zefaniya 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Rine nhamo guta rekupanduka, guta rakasvibiswa uye rine udzvinyiriri!+
27 Iwo mabasa ako eupombwe+ nekuchema kwako sekwebhiza riri kuda mukono,Nechipfambi chako chakanyanyisa.* Ndakaona maitiro ako anosemesaMuzvikomo nemusango.+ Une nhamo haiwa Jerusarema! Ucharamba usina kuchena kusvikira riini?”+