-
Jeremiya 3:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Vanhu vanobvunza kuti: “Kana murume akadzinga mudzimai wake, mudzimai wacho omusiya ova wemumwe murume, murume wacho angadzokazve kwaari here?”
Nyika iyoyo haina kusvibiswa zvakanyanya here?+
“Wakaita chipfambi nevanhu vazhinji,+
Saka iye zvino ungadzoka kwandiri here?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
-