Genesisi 38:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka akatsaukira kwaari akati: “Uya tirare tese,” nekuti haana kuziva kuti akanga ari muroora wake.+ Asi iye akati: “Muchandipei kuti murare neni?”
16 Saka akatsaukira kwaari akati: “Uya tirare tese,” nekuti haana kuziva kuti akanga ari muroora wake.+ Asi iye akati: “Muchandipei kuti murare neni?”