RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 13:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Uye paunoti mumwoyo mako, ‘Nei zvinhu izvi zvandiwira?’+

      Kukanganisa kwako kukuru ndiko kwaita kuti nguo yako ifukurwe nechekuzasi+

      Uye kuti zvitsitsinho zvako zvirwadziswe.

  • Mariro 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Jerusarema ratadza zvikuru.+

      Ndokusaka rava chinhu chinosemesa.

      Vese vaimborikudza vava kungoritora sechinhu chinosemesa, nekuti vaona kusapfeka kwaro.+

      Irowo rinogomera+ uye rinotendeuka richinyara.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe