RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 38:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Asi papfuura mwedzi ingasvika mitatu, Judha akaudzwa kuti: “Tamari muroora wako akaita zvechipfambi, uye atova nepamuviri nemhaka yeupfambi hwake.” Judha akabva ati: “Mubudisei apiswe.”+

  • Revhitiko 20:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “‘Kana ari murume anoita upombwe nemudzimai wemunhu, uya anoita upombwe nemudzimai wemumwe wake, anotofanira kuurayiwa, iye pamwe chete nemukadzi wacho waaita naye upombwe.+

  • Dheuteronomi 22:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 “Kana murume akawanikidzwa akarara nemukadzi wemunhu, vese vanofanira kuurayiwa, murume wacho pamwe nemukadzi wacho waakarara naye.+ Saka unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsraeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe