RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 79:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Apa shiri dzekudenga zvitunha zvevashumiri venyu kuti zvive zvekudya zvadzo

      Uye apa mhuka dzesango nyama yevatsvene venyu.+

       3 Adurura ropa ravo semvura muJerusarema rese,

      Uye hapana asara angavaviga.+

  • Ezekieri 23:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Ndichakuratidza hasha dzangu, uye ivo vachakurwisa vakashatirwa. Vachakudimbura mhino nenzeve, uye vanhu vako vanenge vasara vachaurayiwa nebakatwa. Vachatora vanakomana vako nevanasikana vako, uye vanenge vasara vachapiswa nemoto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe