Ezekieri 23:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Ndichagumisa mabasa ako akafumuka neupfambi hwako+ zvakatangira munyika yeIjipiti.+ Ucharega kuvatarisa uye uchakanganwa Ijipiti.’
27 Ndichagumisa mabasa ako akafumuka neupfambi hwako+ zvakatangira munyika yeIjipiti.+ Ucharega kuvatarisa uye uchakanganwa Ijipiti.’