Ezekieri 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kutsamwa kwangu kuchabva kwapera, uye ndicharega kuvagumbukira, uye ndichagutsikana.+ Uye pandichange ndapedza kudurura kutsamwa kwangu pavari, vachaziva kuti ini, Jehovha, ndakataura, nekuti ndinoda kuzvipira kwakazara.+
13 Kutsamwa kwangu kuchabva kwapera, uye ndicharega kuvagumbukira, uye ndichagutsikana.+ Uye pandichange ndapedza kudurura kutsamwa kwangu pavari, vachaziva kuti ini, Jehovha, ndakataura, nekuti ndinoda kuzvipira kwakazara.+